Pamusika Song Lyrics and Video – Mr Kamera and Bryan K – Zimbabwe Music
There are two versions of this song, the
original by Mr Kamera Ft Bryan K and the remix by Mr Kamera Ft Ice Prince,
Gemini Major and Bryan K.
REMIX:
REMIX:
XX XX
ORIGINAL:
XX XX
The lyrics are for the original version:
***************************************
Ndinonzi Mr Kamera,
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
Hmm Oh na it’s nice to meet you,
***************************************
Ndakamuona pamusika
Hmmm chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
***************************************
Chibaby chakasvika,
Ndokumbirawo zita,
Chikati, ini ndinonzi Belinda,
Hmmm ndinofarira machinda, nehomwe
dzakasimba,
Plus, ndinotamba saEriza,
Ndikati ndinonzi Kamera,
Ndinoruka mari ndega,
Ndinorova bhazi ndega,
Nyangwe ngoma ndinorova kusvika dzapera,
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
Hmmm oh na its nice meet you,
Ndakamuona pamusika,
Hmm chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
***************************************
Ndakamuona akabata madomasi maviri,
Achifamba naTimmy,
Ndikati musikana akanata uyu maiwe ini,
Naiwe in, ndabva ndanzwa moyo wangu
uchitamba tamba,
Uchidai, uchitamba tamba,
Ndabva ndanzwa moyo wangu kutamba tamba,
Uchidai uchidai uchifamba famba ehehe eyyy
yi
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
Hmmm oh na its nice meet you,
***************************************
Ndakamuona
pamusika,
Chibaby chakasvika,
Ndikasvika,
Wana na I need you,
***************************************
Inini ndinonzi Belinda,
Hmmm ndinofarira machinda,dzinehomwe
dzakasimba,
Plus ndinotamba saEriza,
Ndinonzi Kamera,
Ndinoruka mari ndega,
Ndinorova bhazi ndega,
Kanangoma ndinorova kusvika dzapera,
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chasvika
Eyoo ndikasvika,
Hmmm oh na its nice meet you,
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
Wana na I need you,
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
Hmmm oh na its nice meet you,
***************************************
Ndakamuona pamusika,
Hmm chibaby chakasvika,
Eyoo ndikasvika,
***************************************
Kiriba, kiriba,kiriba
Kiriba, kiriba, kiriba, Akiri
Kiriba, akiri,
Kiriba,
***************************************
END END END END
END END END END
Audio
Transcribed by Zimbabwe Names
Pamusika
Song Info:
Artists: Mr Kamera Ft Bryan K
Music:
Afro Hip Hop, Latino
Facebook Page: https://www.facebook.com/MrKamera/
No comments:
Post a Comment